Nehemia 5:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino kunyunyuta kukuru kwakamuka pakati paʋanhu naʋakadzi ʋaʋo pamsoro pehama dzaʋo ʋaJuda. [kuteŋgesa] Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino kunyunyuta kukuru kwakamuka pakati pavanhu navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino kwakazvomuka kuchema-chema kukuru kwazvo vanhu navakadzi vavo vachigunun'unira hama dzavo dzechiJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino kwakazvomuka kuchema-chema kukuru kwazvo vanhu navakadzi vavo vachigunun'unira hama dzavo dzechiJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino kwakava nokuchema kukuru kwavarume navakadzi vavo pamusoro pehama dzavo vaJudha. Viz kapitola |