Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 4:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Naiɀoɀo takaʋaka ruȿiŋgo; ruȿiŋgo rwose rukaɓatanidzwa kuȿikira pahafu yokukwirira kwarwo; nokuti ʋanhu ʋakaŋga ʋaciɗa kuɓata.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Naizvozvo takavaka rusvingo; rusvingo rwose rukabatanidzwa kusvikira pahafu yokukwirira kwarwo; nokuti vanhu vakanga vachida kubata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Takazovaka isu rusvingo. Rusvingo rwacho rwose rwakazobatanidzwa pamwechete, kureba kwarwo kukwira mudenga rwakanga rwatosvitswa pahafu chaipo nokuti zvebasa izvi vanhu vakanga vanyatsozvida.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Takazovaka isu rusvingo. Rusvingo rwacho rwose rwakazobatanidzwa pamwechete, kureba kwarwo kukwira mudenga rwakanga rwatosvitswa pahafu chaipo nokuti zvebasa izvi vanhu vakanga vanyatsozvida.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Saka takavakazve rusvingo kudzamara rwose rwasvika pahafu yokukwirira kwarwo, nokuti vanhu vaishanda nemwoyo yavo yose.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 4:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy