Nehemia 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Regai kufukidza ɀakaipa ɀaʋo, neɀiʋi ɀaʋo ŋgaɀirege kudzimŋa pamberi penyu; nokuti ʋakakutsamŋisai pamberi paʋaʋaki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Regai kufukidza zvakaipa zvavo, nezvivi zvavo ngazvirege kudzimwa pamberi penyu; nokuti vakakutsamwisai pamberi pavavaki.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Regai kuti mhosva dzavo dzifusirwe kana kumbodzima zvako pameso penyu chitadzo chavo nokuti zvavaita izvi kutodenha hasha dzenyu ikoku pana vavaki.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Regai kuti mhosva dzavo dzifusirwe kana kumbodzima zvako pameso penyu chitadzo chavo nokuti zvavaita izvi kutodenha hasha dzenyu ikoku pana vavaki.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Musafukidza kuipa kwavo kana kudzima zvivi zvavo pamberi penyu, nokuti vakakusha mashoko okutuka pamberi pavavaki. Viz kapitola |