Nehemia 4:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Inzwai henyu, Mŋari weɗu, nokuti tinoninipiswa; dzoserai kushoʋora kwaʋo pamisoro yaʋo, muʋarege ʋapambge panyika yaʋatapxa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Inzwai henyu, Mwari wedu, “Nokuti tinoninipiswa; dzoserai kushora kwavo pamisoro yavo, muvarege vapambwe panyika yavatapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Nhai Mwari wedu, chinzwaiwoka munzwe. “Kushorwa kwatiri kuitwa. Itai kuti rushambwa rwacho rwavareva ruvapfukire ivo vakare muite kuti vapambwe kunyika yavanenge vari muutapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Nhai Mwari wedu, chinzwaiwoka munzwe. “Kushorwa kwatiri kuitwa. Itai kuti rushambwa rwacho rwavareva ruvapfukire ivo vakare muite kuti vapambwe kunyika yavanenge vari muutapwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Haiwa, Mwari wedu, tinzwei, nokuti tiri kuzvidzwa. Dzorerai kutuka kwavo pamusoro pavo. Ngavave sevakapambwa munyika yenhapwa. Viz kapitola |