Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 4:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Neŋguʋa iyo ndikati kuʋanhu: Mumŋe nomumŋe anomuranda wake ŋgaaʋate muJerusarema, kuti ʋatirinde ʋusiku, ʋaɓate masikati.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nenguva iyo ndikati kuvanhu, “Mumwe nomumwe anomuranda wake ngaavate muJerusaremu, kuti vatirinde usiku, vabate masikati.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Panguva iyoyo ndakataurirawo vanhu kuti, “Munhu ngaarare mukati meJerusaremu nomushandiwo wake kuitira kuti usiku huve hwokuchengetedza, masikati ave okushanda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Panguva iyoyo ndakataurirawo vanhu kuti, “Munhu ngaarare mukati meJerusaremu nomushandiwo wake kuitira kuti usiku huve hwokuchengetedza, masikati ave okushanda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Panguva iyo ndakati kuvanhu, “Murume mumwe nomumwe nomubatsiri wake ngaagare mukati meJerusarema panguva dzousiku, kuitira kuti vatibatsire kushanda savarindi usiku uyezve savashandi masikati.”

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 4:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy