Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 4:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 papi napapi pamunonzwa kurira kwehwamanda, ʋuyai ikoko kwatiri; Mŋari weɗu ucatirwira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 papi napapi pamunonzwa kurira kwehwamanda, uyai ikoko kwatiri; Mwari wedu achatirwira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kwamunenge manzwa kuti ndokuri kurira hwamanda imi unganai ikoko kwatinenge tiri. Mwari wedu achatirwira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Kwamunenge manzwa kuti ndokuri kurira hwamanda imi unganai ikoko kwatinenge tiri. Mwari wedu achatirwira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Pose pamuchanzwa kurira kwehwamanda, muuye tibatane ikoko. Mwari wedu achatirwira.”

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 4:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy