Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 4:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ipapo ʋaJuda ʋakati: Simba raʋatakuri ʋemitoro raɗerera, ʋuye marara ari’po mazhinji; saka hatigoni kuʋaka ruȿiŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ipapo vaJudha vakati, “Simba ravatakuri vemitoro raderera, uye marara aripo mazhinji; saka hatigoni kuvaka rusvingo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Asi Judha yakati: “Vabasa vokutakura, simba rava kuita shoma, ukuwo mavhu okukoromoka aye kuungana hewo matutu matutu, kuti tivake rusvingo, tava kutozvitadzirira isu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Asi Judha yakati: “Vabasa vokutakura, simba rava kuita shoma, ukuwo mavhu okukoromoka aye kuungana hewo matutu matutu, kuti tivake rusvingo, tava kutozvitadzirira isu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvichakadaro, vanhu vokwaJudha vakati, “Simba ravabati riri kupera, uye pachine mangwandangwanda akawanda zvokuti hatingakwanisi kuvakazve rusvingo.”

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 4:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy