Nehemia 4:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Asi Sanbarati wakati acinzwa kuti toʋaka ruȿiŋgo, akatsamŋa, akaʋa neshuŋgu kwaɀo, akaseka ʋaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Asi Sanibharati akati achinzwa kuti tovaka rusvingo, akatsamwa, akava neshungu kwazvo, akaseka vaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino pakanzwa Sanibharati kuti tavakuvaka rusvingo akashatirwa akapaka nehasha akashora vaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino pakanzwa Sanibharati kuti tavakuvaka rusvingo akashatirwa akapaka nehasha akashora vaJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino Sanibharati paakanzwa kuti takanga tava kuvakazve rusvingo, akatsamwa uye akava nehasha kwazvo. Akashora vaJudha Viz kapitola |