Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 3:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naUzieri mŋanakomana waHarhaya, ʋapfuri ʋendarama. Kurutiʋi rwake kwakagadzirwa naHanania, mumŋe waʋaveŋganisi ʋeɀinonhuwira; iʋo ʋakasimbisa Jerusarema kuȿikira paruȿiŋgo rwakafara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Kurutivi rwake kwakagadzirwa naUzieri mwanakomana waHarihaya, vapfuri vendarama. Kurutivi rwake kwakagadzirwa naHanania, mumwe wavavhenganisi vezvinonhuwira; ivo vakasimbisa Jerusaremu kusvikira parusvingo rwakafara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Uzieri mwanakomana waHarihaya mhizha yendarama ndiye akagadzirawo mberi kwake. Akagamhwawo kuvaka mberi kwake naHananiya mumwe wavagadziri vemafuta anonhuwirira. Vakagadziridza Jerusaremu kusvikira kuRusvingo rwaKapamhama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Uzieri mwanakomana waHarihaya mhizha yendarama ndiye akagadzirawo mberi kwake. Akagamhwawo kuvaka mberi kwake naHananiya mumwe wavagadziri vemafuta anonhuwirira. Vakagadziridza Jerusaremu kusvikira kuRusvingo rwaKapamhama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Uzieri mwanakomana waHaraya, mumwe wavapfuri vegoridhe, akagadzira chikamu chaitevera; uye Hanania, mumwe wavavhenganisi vezvinonhuhwira, akagadzira chikamu chaitevera ichocho. Vakavandudza Jerusarema kudzamara vasvika parusvingo rwakapamhama.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 3:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy