Nehemia 3:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naMeratia muGibeoni, naJadoni muMeronoti, naʋarume ʋeGibeoni neMizpa, ʋaiʋa ʋoʋushe bgomuɓati mhiri kworwizi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naMeratia muGibheoni, naJadhoni muMeronoti, navarume veGibheoni neMizipa, vaiva voushe hwomubati mhiri kworwizi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mberi kwaivava kwakagadzirwa naMeratiya wokuGibheoni naJadhoni wechiMeroni navarumewo vokuGibheoni nevokuMizipa vakanga vachitongwa nagavhuna wenyika yokuMhiri kwerwizi rwaYufuratesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mberi kwaivava kwakagadzirwa naMeratiya wokuGibheoni naJadhoni wechiMeroni navarumewo vokuGibheoni nevokuMizipa vakanga vachitongwa nagavhuna wenyika yokuMhiri kwerwizi rwaYufuratesi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvakatevera pakugadzirwa zvakaitwa navarume vaibva kuGibheoni neMizipa, naMeratia weGibheoni uye naJadhoni wokuMeronoti, nzvimbo dzaiva pasi pomubati wemhiri kweYufuratesi. Viz kapitola |