Nehemia 3:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Zadoki mŋanakomana waImeri wakaʋateʋera pakugadzira pakatarisana neimba yake. Shemaya mŋanakomana waShekania, murindi wesuʋo rokumabvazuʋa, wakamuteʋera pakugadzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zadhoki mwanakomana waImeri akavatevera pakugadzira pakatarisana neimba yake. Shemaya mwanakomana waShekania, murindi wesuo rokumabvazuva, akamutevera pakugadzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vaiteverwa naZadhiki mwanakomana waImeru vakagadziridza pakanga pakatarisana nepamba pake. Vaiteverwawo naShemaya mwanakomana waShekaniya muchengetedzi wepasuo guru rokuMabvazuva akagadziridzawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vaiteverwa naZadhiki mwanakomana waImeru vakagadziridza pakanga pakatarisana nepamba pake. Vaiteverwawo naShemaya mwanakomana waShekaniya muchengetedzi wepasuo guru rokuMabvazuva akagadziridzawo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Aivatevera, Zadhoki mwanakomana waImeri akagadzira pakatarisana neimba yake. Aimutevera ndiShemaya mwanakomana waShekania, murindi wokuSuo rokuMabvazuva, ane zvaakagadzira. Viz kapitola |