Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 2:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ndikaȿika kuʋaɓati mhiri kworwizi, ndikaʋapa ŋwadi dzamambo. Ɀino mambo wakaŋga atuma ʋakuru ʋehondo naʋataȿi ʋamabiza neni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino ndikasvika kuvabati mhiri kworwizi, ndikavapa n’wadhi dzamambo. Zvino mambo akanga atuma vakuru vehondo navatasvi vamabhiza neni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ndakaenda kumagavhuna okunyika yekuMhiri kweRwizi rwaYufuratesi ndikavapa matsamba amambo. Izvozvo mambo akandituma navakuru vakuru vekuhondo navachairi vamabhiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ndakaenda kumagavhuna okunyika yekuMhiri kweRwizi rwaYufuratesi ndikavapa matsamba amambo. Izvozvo mambo akandituma navakuru vakuru vekuhondo navachairi vamabhiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Saka ndakaenda kuvabati vaiva mhiri kwaYufuratesi ndikavapa tsamba dzamambo. Zvino mambo akanga atumawo pamwe chete neni vakuru vehondo navatasvi vamabhiza.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 2:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy