Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 13:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo ndakaraira ʋakanatsa makamuri; ndikadzosera’mo ɀe midziyo yeimba yaMŋari, pamŋe cete neɀipiriso ɀoʋupfu neɀinonhuwira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo ndakaraira vakanatsa makamuri; ndikadzoseramozve midziyo yeimba yaMwari, pamwechete nezvipiriso zvoupfu nezvinonhuwira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ndakaudza vanhu kuzochenura dzimba idzodzo ndokuzodzoreramo kwandakaita midziyo yemba yamwari pamwechete nomupiro wembesanwa newerusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ndakaudza vanhu kuzochenura dzimba idzodzo ndokuzodzoreramo kwandakaita midziyo yemba yamwari pamwechete nomupiro wembesanwa newerusenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ndakarayira kuti makamuri acheneswe, ndokubva ndadzorera imomo midziyo yose yeimba yaMwari, pamwe chete nezvipiriso zvezviyo nezvinonhuhwira.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 13:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy