Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 naJoeri mŋanakomana waZikri wakaŋga ari mutariri waʋo, naJuda mŋanakomana waHasenua, mutariri wecipiri paguta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 naJoeri, mwanakomana waZikiri akanga ari mutariri wavo, naJudha, mwanakomana waHasenua, mutariri wechipiri paguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Joeri mwanakomana waZikiri ndiye aiva mutariri mukuru wokuona nezvavo. Judha mwanakomana waHasenua aiva mutevedzeri womutongi weguta iri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Joeri mwanakomana waZikiri ndiye aiva mutariri mukuru wokuona nezvavo. Judha mwanakomana waHasenua aiva mutevedzeri womutongi weguta iri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Joere mwanakomana waZikiri akanga ari mukuru wavo, uye Judha mwanakomana waHasenua, aiva pamusoro peDunhu reChipiri reguta.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 11:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy