Nehemia 11:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaBenjamini: Saru mŋanakomana waMeshurami, mŋanakomana waJoedi, mŋanakomana waPedaya, mŋanakomana waKoraya, mŋanakomana waMaaseya, mŋanakomana waItieri, mŋanakomana waJeshaya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ava ndivo vanakomana vaBhenjamini: Saru mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waJoedhi, mwanakomana waPedhaya, mwanakomana waKoraya, mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waItieri, mwanakomana waJeshaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ava ndivo vanakomana vedzinza rokwaBhenjamini: kwaiti, Saru mwanakomana waMeshuramu Meshuramu ari mwanakomana waPedhaya, Pedhaya ari mwanakomana waKoraya Koraya mwanakomana waMaaseya Maaseya wakaberekwa naItieri, Itieri mwanakomana waJeshaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ava ndivo vanakomana vedzinza rokwaBhenjamini: kwaiti, Saru mwanakomana waMeshuramu Meshuramu ari mwanakomana waPedhaya, Pedhaya ari mwanakomana waKoraya Koraya mwanakomana waMaaseya Maaseya wakaberekwa naItieri, Itieri mwanakomana waJeshaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vaibva kuzvizvarwa zvaBhenjamini vaiti: Saru mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waJoedhi, mwanakomana waPedhaya, mwanakomana waKoraya, mwanakomana waMaaseya, mwanakomana waItieri, mwanakomana waJeshaya, Viz kapitola |