Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 11:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 naMaaseya mŋanakomana waBaruki, mŋanakomana waKori‐hoze, mŋanakomana waHazaya, mŋanakomana waAdaya, mŋanakomana waJoyaribi, mŋanakomana waZekaria, mŋanakomana womuShironi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 naMaaseya, mwanakomana waBharuki, mwanakomana waKorihoze, mwanakomana waHazaya, mwanakomana waAdhaya, mwanakomana waJoyaribhi, mwanakomana waZekariya, mwanakomana womuShironi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 naMaaseya mwanakomana waBharuku Bharuki akaberekwa naKoruhozeni, Koruhozeni mwana waHazaya, Hazaya mwanawo waAdhaya Adhaya mwanakomana waJoyaribhu, Joyaribhu akaberekwa naZekariya ari mwanakomana womunhu wokuShiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 naMaaseya mwanakomana waBharuku Bharuki akaberekwa naKoruhozeni, Koruhozeni mwana waHazaya, Hazaya mwanawo waAdhaya Adhaya mwanakomana waJoyaribhu, Joyaribhu akaberekwa naZekariya ari mwanakomana womunhu wokuShiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 naMaaseya mwanakomana waBharuki, mwanakomana waKori-Hoze, mwanakomana waHazaya, mwanakomana waAdhaya, mwanakomana waJoyaribhi, mwanakomana waZekaria, chizvarwa chaShera.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 11:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy