Nahumi 2:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Masuʋo enzizi akazarurwa, imba yamambo yakanyauka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Masuo enzizi akazarurwa, imba yamambo yakanyauka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Misuo yekurwizi yazarurwa muzinda wamambo, wadumbirwa nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Misuo yekurwizi yazarurwa muzinda wamambo, wadumbirwa nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Masuo enzizi azarurwa uye muzinda wamambo wakoromoka. Viz kapitola |