Nahumi 2:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nɀimba yeshumba iripi? Panodyira shumba ɗuku ndapapi? Ndapapi panofamba shumba nehadzi yayo nomŋana weshumba, kusina‐unodzikarudza? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Nzimba yeshumba iripi? Panodyira shumba duku ndapapi? Ndapapi panofamba shumba nehadzi yayo nomwana weshumba, kusina anodzikarudza? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Riripiko zvino iro bako reshumba, bako reshumba ichiri kuzvinzwa, kwayaiuyisa nyama yayo kwaiva navana vayo pasina chinovakanganisa? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Riripiko zvino iro bako reshumba, bako reshumba ichiri kuzvinzwa, kwayaiuyisa nyama yayo kwaiva navana vayo pasina chinovakanganisa? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Riripiko bako reshumba, nzvimbo yadzaipira vana vadzo zvokudya, kwaienda shumba nehadzi yayo, uye navana, pasina chokutya. Viz kapitola |