Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 9:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino iʋo ʋakaʋuya neɀakaŋga ɀarairwa naMosesi pamberi pomukoʋa wetente rokusoŋgana, ʋuŋgano yose ikasweɗera, ʋakamira pamberi paJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino ivo vakauya nezvakanga zvarairwa naMosesi pamberi pomukova wetende rokusangana, ungano yose ikaswedera, vakamira pamberi paJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 VaIsiraeri vakaunza zvose zvakarayirwa naMosesi kumusuo wetendhe rokusanganira, vose vakauya vakasvikomira pana Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 VaIsiraeri vakaunza zvose zvakarayirwa naMosesi kumusuo wetendhe rokusanganira, vose vakauya vakasvikomira pana Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vakatora zvinhu zvakarayirwa naMozisi vakaenda nazvo mberi kweTende Rokusangana uye ungano yose ikauya ikamira pamberi paJehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 9:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy