Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 9:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ipapo mŋoto wakaɓuɗa pamberi paJehova, ukapisa cipiriso cinopiswa namafuta pamsoro peartari; ʋanhu ʋose ʋakati ʋaciɀiʋona ʋakaɗanidzira, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Ipapo moto wakabuda pamberi paJehovha, ukapisa chipiriso chinopiswa namafuta pamusoro peatari; vanhu vose vakati vachizviona vakadanidzira, vakawira pasi nezviso zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Pakarepo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa mupiro wokupisa pamwechete namafuta aiva paatari. Vanhu vose pavakazviona vakadaidzira vakati pasi zvambarara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Pakarepo moto wakabva kuna Tenzi ukaroromesa mupiro wokupisa pamwechete namafuta aiva paatari. Vanhu vose pavakazviona vakadaidzira vakati pasi zvambarara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Moto wakabuda kubva pamberi paJehovha ukapisa chipiriso chinopiswa namafuta paaritari. Vanhu vose pavakazviona vakadanidzira nomufaro uye vakawira pasi nezviso zvavo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 9:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy