Mupiro 8:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Garai pamukoʋa wetente rokusoŋgana masikati noʋusiku mazuʋa manomŋe, muceŋgete ɀamakarairwa naJehova, kuti murege kufa; nokuti ndiɀo ɀandakarairwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Garai pamukova wetende rokusangana masikati nousiku mazuva manomwe, muchengete zvamakarairwa naJehovha, kuti urege kufa; nokuti ndizvo zvandakarairwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Munofanira kuramba muri kumuso wetendhe rokusanganira, siku nesikati, kwamazuva manomwe, muchiita zvinorehwa naTenzi, mungadaro mukafa nokuti ndozvandakaudzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Munofanira kuramba muri kumuso wetendhe rokusanganira, siku nesikati, kwamazuva manomwe, muchiita zvinorehwa naTenzi, mungadaro mukafa nokuti ndozvandakaudzwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Munofanira kugara pamusuo weTende Rokusangana usiku namasikati kwamazuva manomwe mugoita zvinoda Jehovha kuti musafe nokuti ndizvo zvandarayirwa.” Viz kapitola |