Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 8:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Mosesi akati kunaAroni naʋanakomana ʋake: Ƃikai nyama pamukoʋa wetente rokusoŋgana, muidyire’po neciŋgwa ciri muɗeŋgu rokugadza naro, seɀandakaraira ndiciti: Aroni naʋanakomana ʋake ʋanofanira kuɀidya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Mosesi akati kuna Aroni navanakomana vake, “Bikai nyama pamukova wetende rokusangana, muidyirepo nechingwa chiri mudengu rokugadza naro, sezvandakaraira ndichiti, Aroni navanakomana vake vanofanira kuzvidya.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Mosesi akataurira Aroni navanakomana vake achiti, “Bikirai nyama yehondohwe iyi kumusuo wetendhe rokusanganira, muidyire ikoko pamwechete nechingwa chiri mutswanda yemipiro yokugadza sokutaura kwandakamboita ndichiti, ‘Aroni navanakomana vake vanofanira kuidya.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Ipapo Mozisi akati kuna Aroni navanakomana vake, “Bikai nyama pamusuo weTende Rokusangana mugoidyira ipapo nechingwa chomudengu rezvipiriso zvokugadzwa sezvandakarayira ndichiti, ‘Aroni navanakomana vake vanofanira kuchidya.’

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 8:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy