Mupiro 8:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 akatora muɗeŋgu reɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa, ɀaiʋa pamberi paJehova, ciŋgwa cimŋe ciɗuku cisina‐kuʋiriswa, neciŋgwa cimŋe ciɗuku ceɀiŋgwa ɀakazodzwa mafuta, neciŋgwa citete cimŋe, akaɀiisa pamsoro pamafuta, napamsoro peɓandauko rorudyi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 akatora mudengu rezvingwa zvisina kuviriswa, zvaiva pamberi paJehovha, chingwa chimwe chiduku chisina kuviriswa, nechingwa chimwe chiduku chezvingwa zvakazodzwa mafuta, nechingwa chitete chimwe, akazviisa pamusoro pamafuta, napamusoro pebandauko rorudyi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mutswanda yezvingwa zvisina mbiriso zvaiva pana Tenzi, akatora chingwa chimwe chisina mbiriso, nechimwe cheupfu hwakakanywa nemafuta, nechimwe chakati fatata akazviisa pamusoro pemanda napamusoro pechidya chokurudyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mutswanda yezvingwa zvisina mbiriso zvaiva pana Tenzi, akatora chingwa chimwe chisina mbiriso, nechimwe cheupfu hwakakanywa nemafuta, nechimwe chakati fatata akazviisa pamusoro pemanda napamusoro pechidya chokurudyi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Ipapo kubva mudengu rechingwa chisina mbiriso raiva pamberi paJehovha, akatora chingwa, keke rakabikwa namafuta nekeke dete, akaisa izvi panzvimbo dzina mafuta pamusoro pebandauko rokurudyi. Viz kapitola |