Mupiro 7:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi munhu unodya nyama yeciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, ɀiri ɀaJehova, aciri netȿina yake, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asi munhu unodya nyama yechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, zviri zvaJehovha, achiri netsvina yake, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 asi munhu anodya nyama iyoyo yechibayiro chaTenzi chomupiro wokuwadzana iye aine chinhu chinon'oresa munhu, anofanira kuchekaniswa ukama novokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 asi munhu anodya nyama iyoyo yechibayiro chaTenzi chomupiro wokuwadzana iye aine chinhu chinon'oresa munhu, anofanira kuchekaniswa ukama novokwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi kana munhu asina kuchena akadya nyama iyi yokuwadzana yaJehovha, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake. Viz kapitola |