Mupiro 7:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi kana ciɓayiro cecipo cake ciri cinhu caakapika, kana cipo cokuɗa kwake, cinofanira kudyiwa nomusi waanoɓayira ciɓayiro cake; ɀakasara paɀiri ɀinofanira kudyiwa maŋgwanani; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Asi kana chibayiro chechipo chake chiri chinhu chaakapika, kana chipo chokuda kwake, chinofanira kudyiwa nomusi waanobayira chibayiro chake; zvakasara pazviri zvinofanira kudyiwa mangwanani; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Asi kana chibayiro chake chiri chezvaakambotsidza kupa, kana kuti uri mupiro waakasarudza kupira nomwoyo wake, ngachidyiwe musi wakarewo wachaurayiwa. Nyama inenge yasara inogona zvayo kudyiwa ramangwana acho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Asi kana chibayiro chake chiri chezvaakambotsidza kupa, kana kuti uri mupiro waakasarudza kupira nomwoyo wake, ngachidyiwe musi wakarewo wachaurayiwa. Nyama inenge yasara inogona zvayo kudyiwa ramangwana acho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Kana chipiriso chake chiri chemhiko kana kuti chiri chipiriso chokungopawo, chibayiro ichocho chichadyiwa musi wachinopiwa, asi chinhu chose chinosara chinogona kudyiwa musi unotevera. Viz kapitola |