Mupiro 6:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Unofanira kuʋuya kumuprista necipiriso cemhoȿa yake kunaJehova, cegondobge ramakwai ake risinemhoȿa, seɀaunotara iwe, ciʋe cipiriso cemhoȿa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Anofanira kuuya kumupristi nechipiriso chemhosva yake kuna Jehovha, chegondohwe ramakwai ake risina mhosva, sezvaunotara iwe, chive chipiriso chemhosva; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Anofanira kuuya kumupristi nomupiro wake wokuripa mhosva kuna Tenzi wehondohwe yomudanga make, isina chinoshoreka uteme mutengo wayo womupiro wenhendamurandu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Anofanira kuuya kumupristi nomupiro wake wokuripa mhosva kuna Tenzi wehondohwe yomudanga make, isina chinoshoreka uteme mutengo wayo womupiro wenhendamurandu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Somuripo anofanira kuuyisa kumuprista, ndiko kuti kuna Jehovha, chipiriso chake chemhosva chegondobwe, kubva mumakwai, risina kuremara uye rine mutengo unokwanirana. Viz kapitola |