Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 6:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 ɀino kana akatadza, anemhoȿa, unofanira kudzosa caakaŋga atora nokuɓa, kana caakaŋga awana nokumanikidza, kana caakaŋga apiwa kuceŋgeta, kana cakaŋga carashika akacinoŋga;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 zvino kana akatadza, ane mhosva, anofanira kudzosa chaakanga atora nokuba, kana chaakanga awana nokumanikidza, kana chaakanga apiwa kuchengeta, kana chakanga charashika akachinonga;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 kana munhu akanganisa achipara mhosva mukudaro, ngaadzosere zvaakapamba, kana zvaawana nechisimba, kana zvaakanga abatiswa achichengeteswa, kana chakanga charasika chaakanhonga,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 kana munhu akanganisa achipara mhosva mukudaro, ngaadzosere zvaakapamba, kana zvaawana nechisimba, kana zvaakanga abatiswa achichengeteswa, kana chakanga charasika chaakanhonga,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 kana akatadza kudaro akava nemhosva, anofanira kudzosa zvaakaba kana zvaakatora nokumanikidza, kana kuti zvaakachengeteswa kana kuti zvakarasika zvaakawana,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 6:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy