Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 6:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Asi hari yevu mayakaɓikirwa, inofanira kuputswa; kana yakaɓikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Asi hari yevhu mayakabikirwa, inofanira kuputswa; kana yakabikwa muhari yendarira inofanira kukwizwa nokusukurudzwa nemvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Hari yevhu inenge yabikirwa nyama iyoyo ngaiputswe. Asi kana yabikirwa mupoto yondarira kweshai poto iyoyo muisukurudze nemvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Hari yevhu inenge yabikirwa nyama iyoyo ngaiputswe. Asi kana yabikirwa mupoto yondarira kweshai poto iyoyo muisukurudze nemvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Hari yevhu inobikirwa nyama inofanira kuputswa; asi kana zvikabikwa mupoto yendarira, poto inofanira kukweshwa igosukurudzwa nemvura.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 6:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy