Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 5:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kana asiŋgagoni kuʋuya negwaiana, ŋgaaʋigire Jehova njiʋa mbiri, kana twana tuʋiri twenjiʋa, ciʋe cipiriso cemhoȿa yake yaakatadza; imŋe iʋe cipiriso ceɀiʋi, imŋe cipiriso cinopiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Kana asingagoni kuuya negwayana, ngaavigire Jehovha njiva mbiri, kana twana tuviri twenjiva, chive chipiriso chemhosva yake yaakatadza; imwe ive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Kana asingakwanisi kuwana hwayana, ngaaunze mupiro wokuripa mhosva kuna Tenzi yechitadzo chaakaita yenjiva mbiri kana hangaiwa dzichiri diki. Imwe njiva ndeyo mupiro wokupfupira chitadzo, imwe ndeyomupiro wokupisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Kana asingakwanisi kuwana hwayana, ngaaunze mupiro wokuripa mhosva kuna Tenzi yechitadzo chaakaita yenjiva mbiri kana hangaiwa dzichiri diki. Imwe njiva ndeyo mupiro wokupfupira chitadzo, imwe ndeyomupiro wokupisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “ ‘Kana asingakwanisi kuuya negwayana anofanira kuuya nenjiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri kuna Jehovha somuripo wechivi chake, imwe somuripo wechivi, imwe sechipiriso chinopiswa.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 5:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy