Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 4:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 kana muprista wakazodzwa akatadza, akapinza ʋanhu pamhoȿa, unofanira kuʋigira Jehova nzombe ɗuku isinemhoȿa, nokuɗa kweɀiʋi ɀake ɀaakatadza, kuti ciʋe cipiriso ceɀiʋi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 kana mupristi wakazodzwa akatadza, akapinza vanhu pamhosva, anofanira kuvigira Jehovha nzombe duku isina mhosva, nokuda kwezvivi zvake zvaakatadza, kuti chive chipiriso chezvivi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Kana ari mupristi akazodzwa atadzira Mwari achiita kuti vanhu vave nemhosva, ngaapire kuna Tenzi handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi, achiripira chitadzo chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 “Kana ari mupristi akazodzwa atadzira Mwari achiita kuti vanhu vave nemhosva, ngaapire kuna Tenzi handira ichiri duku isina chinoshoreka pairi, achiripira chitadzo chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 kana muprista akazodzwa, akatadza akauyisa mhosva pamusoro pavanhu, anofanira kuuya kuna Jehovha nehando diki isina kuremara sechibayiro chechivi, nokuda kwechivi chaakaita.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 4:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy