Mupiro 3:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ŋgaape Jehova cipiriso cinoitwa nomŋoto paciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, cokuti mafuta aro neɓemhe rose, aɀibvise pedyo nomusana, namafuta anofukidza ʋura, namafuta ose ari pamsoro poʋura, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino ngaape Jehovha chipiriso chinoitwa pamoto pachibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, chokuti mafuta aro nebhemhe rose, azvibvise pedyo nomusana, namafuta anofukidza hura, namafuta ose ari pamusoro pohura, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pachibayiro chomupiro wokuwadzana, unopirwa kuna Tenzi uchiita zvokupiswa, ngaapire mafuta acho, neemuswe wacho wose, wakakora, wakachekwa nepaunosangana nomusana, namafuta ose anoputira zvomukati, neari pazviri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pachibayiro chomupiro wokuwadzana, unopirwa kuna Tenzi uchiita zvokupiswa, ngaapire mafuta acho, neemuswe wacho wose, wakakora, wakachekwa nepaunosangana nomusana, namafuta ose anoputira zvomukati, neari pazviri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kubva pachipiriso chokuwadzana anofanira kuuya nechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto, mafuta acho, ose mafuta echimuswe chakakora chakadimurwa, nechapamusana, ose mafuta akafukidza ura neakabatana nahwo, Viz kapitola |