Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 27:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kana ari murombo, asiŋgaȿiki pakutara kwako, unofanira kuiswa pamberi pomuprista, kuti muprista amutarire; muprista unofanira kumutarira iye wakapika seɀaaŋgagona kuripa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Kana ari murombo, asingasviki pakutara kwako, anofanira kuiswa pamberi pomupristi, kuti mupristi amutarire; mupristi anofanira kumutarira iye wakapika sezvaangagona kuripa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Kana munhu akaita mhiko ari munhu murombo asingakwanisi kubvisa mari iri pamurao, ngaaende kumupristi nomunhu iyeyo waakapira kuna Tenzi. Mupristi ndiye anofanira kutema muripo achionawo kuti munhu akapira munhu kuna Mwari angabvise muripo wakadii.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Kana munhu wose anenge achiita mhiko ari murombo zvikuru zvokutotadza kuripa muripo wakatarwa, anofanira kuuya nomunhu uyu kumuprista, achatara mutengo wake zvichienderana nezvinokwaniswa nomunhu ari kuita mhiko.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 27:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy