Mupiro 27:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana ucitara muteŋgo womurume unamakore anamakumi maʋiri kuȿikira pamakumi matanhatu, kutara kwako ŋgakuite mashekeri makumi mashanu esirveri, ucienzanisa neshekeri rapanɀimbo tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Kana uchitara mutengo womurume una makore ana makumi maviri kusvikira pamakumi matanhatu, kutara kwako ngakuite mashekeri makumi mashanu esirivha, uchienzanisa neshekeri rapanzvimbo tsvene.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Matemero amuchaita muripo wacho ndeaya kana ari murume ana makore makumi maviri kusvikira ane makumi matanhatu emakore ngaabvisirwe makumi mashanu emari yesirivha, maererano nemari iri pamwero, yomunzvimbo inoera, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Matemero amuchaita muripo wacho ndeaya kana ari murume ana makore makumi maviri kusvikira ane makumi matanhatu emakore ngaabvisirwe makumi mashanu emari yesirivha, maererano nemari iri pamwero, yomunzvimbo inoera, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 utare mutengo womunhurume ane makore ari pakati pamakumi maviri namakumi matanhatu pamashekeri makumi mashanu esirivha, zvichienzaniswa neshekeri rapanzvimbo tsvene; Viz kapitola |