Mupiro 27:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuʋanhu, haaŋgadzikinurwi; unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Munhu upi noupi wakayeriswa, kana ari munhu wakayeriswa kuvanhu, haangadzikinurwi; anofanira kuurawa zvirokwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kana zvatemwa chaizvo kuti munhu apirwa kuna Tenzi haanunurwe anofanira kutourayiwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 “ ‘Hakuna munhu anopiwa kuti aparadzwe angadzikinurwa; anofanira kuurayiwa. Viz kapitola |