Mupiro 27:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana iye wakaita imba yake tȿene aciɗa kuidzikinura, unofanira kuwedzera ceshanu cemari yawakatara iwe, ipapo icaʋa yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Kana iye wakaita imba yake tsvene achida kuidzikinura, anofanira kuwedzera cheshanu chemari yawakatara iwe, ipapo ichava yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana nyakumboiturira kuna Mwari oda kudzikinura, ngaabvise mutengo wacho wemari achiwedzera makumi maviri pazana roga roga, igobva yava yake zvakare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana nyakumboiturira kuna Mwari oda kudzikinura, ngaabvise mutengo wacho wemari achiwedzera makumi maviri pazana roga roga, igobva yava yake zvakare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana murume anokumikidza imba yake akaidzikinura, anofanira kupamhidzira chikamu chimwe chete muzvishanu zvomutengo wayo. Uye imba ichava yake zvakare. Viz kapitola |