Mupiro 26:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Kunyaŋge ɀakaɗaro, kana ʋari munyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo, handiŋgaʋarashi, handiŋgaʋasemi, ndiʋaparadze cose, nokuputsa suŋgano yaŋgu naʋo; nokuti ndini Jehova Mŋari waʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Kunyange zvakadaro, kana vari munyika yavavengi vavo, handingavarashi, handigavasemi, ndivaparadze chose, nokuputsa sungano yangu navo; nokuti ndini Jehovha Mwari wavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Kunyange zvakadaro zvazvo, kana vava kunyika yevavengi vavo ini handizochekani ukama navo, kana kuvavenga zvokuvatsakatisa, ndichityora chitenderano changu navo nokuti ini Tenzi ndini Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Kunyange zvakadaro zvazvo, kana vava kunyika yevavengi vavo ini handizochekani ukama navo, kana kuvavenga zvokuvatsakatisa, ndichityora chitenderano changu navo nokuti ini Tenzi ndini Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Asi kunyange zvakadaro, kana vari munyika yavavengi vavo, handizovarambi kana kuvasema kuti ndivaparadze zvachose, ndichiputsa sungano yangu navo. Ndini Jehovha Mwari wavo. Viz kapitola |