Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 26:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ɀino ʋacaɀireʋurura ɀiʋi ɀaʋo neɀiʋi ɀamadziɓaɓa aʋo, nokuɗarika kwaʋakaɗarika nako kwandiri, ʋuye ɀaʋakandiramba,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Zvino vachazvireurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, nokudarika kwavakadarika nako kwandiri, uye zvavakandiramba,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Asi kana vakarewurura zvakaipa zvavo nezvamadzibaba avo zvavakanditadzira nazvo vakandipandukira

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 “ ‘Asi kana vakareurura zvivi zvavo nezvivi zvamadzibaba avo, kundimukira kwavo noruvengo rwavo kwandiri,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 26:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy