Mupiro 26:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋacawirana saʋanhu ʋanowa pamberi pomunondo, kusinomunhu unoʋadziŋga; hamuŋgaʋi nesimba rokumira pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Vachawirana savanhu vanowa pamberi pomunondo, kusina munhu anovadzinga; hamungavi nesimba rokumira pamberi pavavengi venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vachatsitsirirana kwazvo iko kusina ari kuvadzingirira. Hakuna mhandu yenyu yamuchagona kumirisana nayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vachabonderana sokunge vanotiza munondo, kunyange pasina anovadzinganisa. Saka hamuzogoni kumira pamberi pavavengi venyu. Viz kapitola |