Mupiro 26:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kana ndicivuna muɗonɀo wenyu weciŋgwa, ʋakadzi ʋanegumi ʋacaɓika ciŋgwa cenyu mucoto cimŋe, ʋacikudzoserai ciŋgwa cenyu cayerwa; mucadya, asi hamuŋgaguti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Kana ndichivhuna mudonzvo wenyu wechingwa, vakadzi vane gumi vachabika chingwa muchoto chimwe, vachikudzoserai chingwa chenyu chayerwa; muchadya, asi hamungaguti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndichashomekesa chokudya chenyu zvokuti madzimai gumi achatokwanisa kubikira chingwa chavo muhovhoni imwechete. Pachaerwa mwero wokupa munhu woga woga, muchadya zvenyu asi mucharara muine nzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndichashomekesa chokudya chenyu zvokuti madzimai gumi achatokwanisa kubikira chingwa chavo muhovhoni imwechete. Pachaerwa mwero wokupa munhu woga woga, muchadya zvenyu asi mucharara muine nzara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Kana ndikamisa mugove wenyu wechingwa, vakadzi gumi vachagona kubika chingwa chenyu pachoto chimwe chete, uye vachakanya chingwa chenyu zviri pamwero. Muchadya, asi hamungaguti. Viz kapitola |