Mupiro 26:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 neni ʋo ndicakurambai; neni ʋo, ini ndimene, ndicakuroʋai kanomŋe pamsoro peɀiʋi ɀenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 neniwo ndichakurambai; neniwo, ini ndimene, ndichakurovai kanomwe pamusoro pezvivi zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 ini pachangu ndichapikisanawo nemi ndichikurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 ini pachangu ndichapikisanawo nemi ndichikurangirai zvitadzo zvenyu kakapetwa kanomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 ini pachangu ndicharwisana nemi, uye ndichakurangai kakapetwa kanomwe nokuda kwezvivi zvenyu. Viz kapitola |