Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 26:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 simba renyu ricaperera pasina; nokuti nyika yenyu haiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀayo, nemiti yenyika haiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 simba renyu richaperera pasina; nokuti nyika yenyu haingabereki zvibereko zvayo, nemiti yenyika haingabereki zvibereko zvayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Simba renyu richaperera pasina nokuti hapana chamuchazokohwa muminda yenyu, miti yemichero yomunyika yenyu haina kana muchero wainozokupai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Simba renyu richaperera pasina nokuti hapana chamuchazokohwa muminda yenyu, miti yemichero yomunyika yenyu haina kana muchero wainozokupai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Simba renyu richaperera pasina nokuti ivhu renyu harizobereki zvibereko, kana miti yenyika yenyu, michero yayo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 26:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy