Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 25:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Muʋaite nhaka yaʋana ʋenyu ʋanokuteʋerai, kuti ʋaʋe ʋaʋo; munofanira kutora ʋasuŋgwa ʋenyu kwaʋari nokusiŋgaperi; asi kana dziri hama dzenyu, ʋana ʋaIsraeri, mumŋe ŋgaarege kuɓata mumŋe nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Muvaite nhaka yavana venyu vanokuteverai, kuti vave vavo; munofanira kutora vasungwa venyu kwavari nokuvana vaIsiraeri, mumwe ngaarege kubata mumwe nehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Vanogona kuva nhaka yamunosiyira vana venyu ichiva yavo nokusingaperi. Mungavaite zvenyu varanda venyu, asi vamwe venyu vaIsiraeri musavabate zvakaipa muchivaitira zvehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Vanogona kuva nhaka yamunosiyira vana venyu ichiva yavo nokusingaperi. Mungavaite zvenyu varanda venyu, asi vamwe venyu vaIsiraeri musavabate zvakaipa muchivaitira zvehasha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Munogona kuvaita nhaka yavana venyu uye kuvaita nhapwa kweupenyu hwavo hwose, asi hamufaniri kutonga vamwe vaIsraeri zvakaomarara.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 25:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy