Mupiro 25:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Usamupa mari yako ucireʋa mhindu, kana ɀokudya ɀako ucireʋa kuwedzerwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Usamupa mari yako uchireva mhindu, kana zvokudya zvako uchireva kuwedzerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Usamukweretese mari uchida kuti azokudzosera yabereka imwe pamusoro, kana kumutengesera zvokudya uchida kuti uwane zvako imwe mari pamusoro pomutengo wazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Usamukweretese mari uchida kuti azokudzosera yabereka imwe pamusoro, kana kumutengesera zvokudya uchida kuti uwane zvako imwe mari pamusoro pomutengo wazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Hamufaniri kumukweretesa mari muchiti ichazobereka mhindu kana kumutengesera zvokudya zvine mhindu. Viz kapitola |