Mupiro 25:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Usatora mhindu yemari kwaari kana yeɀiɓereko kwaari, asi unofanira kutya Mŋari wako, kuti hama yako igare newe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Usatora mhindu yemari kwaari kana yezvibereko kwaari, asi unofanira kutya Mwari wako, kuti hama yako igare newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Usareve imwe mari yokuwedzera pamusoro peyawakamukweretesa, asi itya Mwari wako urege mumwe wako muIsiraeri agare zvake newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Usareve imwe mari yokuwedzera pamusoro peyawakamukweretesa, asi itya Mwari wako urege mumwe wako muIsiraeri agare zvake newe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Musatora mhindu yemhando ipi zvayo kubva kwaari, asi ityai Mwari wenyu kuitira kuti hama yenyu irambe ichigara pakati penyu. Viz kapitola |