Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 25:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Kana hama yako ikaʋa murombo, akapera simba anewe, unofanira kumuɓatsira, agare newe somŋeni kana mutorwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 “Kana hama yako ikava murombo, akapera simba anewe, unofanira kumubatsira, agare newe somweni kana mutorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 “Kana mumwe wako muIsiraeri agere newe akawirwa nourombo, zvokutoshayisisa chokubata, mutore ugare naye umubatsire, sezvaungangoitira mutorwa kana munhu anokumbira pokugara mumusha mako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 “Kana mumwe wako muIsiraeri agere newe akawirwa nourombo, zvokutoshayisisa chokubata, mutore ugare naye umubatsire, sezvaungangoitira mutorwa kana munhu anokumbira pokugara mumusha mako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 “ ‘Kana mumwe wehama dzenyu akava murombo uye asisagoni kuzviriritira pakati penyu, mubatsirei sezvamunoita mutorwa kana mueni kuti arambe achigara pakati penyu.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 25:35

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy