Mupiro 25:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kana hama yako ikaʋa murombo, ikateŋgesa ɀimŋe ɀayo, ipapo hama yako yomumba inofanira kuʋuya kuzodzikinura iɀo ɀakateŋgeswa nehama yako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Kana hama yako ikava murombo, ikatengesa zvimwe zvayo, ipapo hama yako yomumba inofanira kuuya kuzodzikinura izvo zvakatengeswa nehama yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana mumwe muIsiraeri apindwa nourombo akasvika pakutengesa munda wake hama yake yomumba ngaiuye idzikinure munda iwoyo wakatengeswa nehama yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana mumwe muIsiraeri apindwa nourombo akasvika pakutengesa munda wake hama yake yomumba ngaiuye idzikinure munda iwoyo wakatengeswa nehama yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “ ‘Kana mumwe wavagari venyika yenyu akava murombo akatengesa zvimwe zvezvinhu zvake, hama yake yepedyo inofanira kuuya kuzodzikinura zvakatengeswa nehama yake. Viz kapitola |