Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 25:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Gore irero ramakumi mashanu rinofanira kuʋa rejuberi kwamuri; musadɀara, ʋuye musakohwa naro magoko, ʋuye musatanha naro mazambiriŋga emizambiriŋga isina‐kugurirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Gore irero ramakumi mashanu rinofanira kuva rejubheri kwamuri; kusadyara, uye musakohwa naro magoko, uye musatanha naro mazambiringa emizambiringa isina kugurirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Gore rechimakumi mashanu kwamuri, igore rokupemberera Jubhiri iroro, mugore iro regai kurima minda yenyu, kana kukohwa zvemahoko kana kutanha magirepisi pamigirepisi yamusina kupemhena iya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Gore rechimakumi mashanu kwamuri, igore rokupemberera Jubhiri iroro, mugore iro regai kurima minda yenyu, kana kukohwa zvemahoko kana kutanha magirepisi pamigirepisi yamusina kupemhena iya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Gore ramakumi mashanu richava gore reJubhiri kwamuri. Musadyara uye musakohwa mazambiringa amagoko.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 25:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy