Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 24:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Unofanira kuɀigadzika patafura yakaiȿo‐naka pamberi paJehova uciita nhurikidzwa mbiri, ɀitanhatu panhurikidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Unofanira kuzvigadzika patafura yakaisvonaka pamberi paJehovha uchiita nhurikidzwa mbiri, zvitanhatu panhurikidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Rongai zvingwa izvozvo patafura yakaputirwa nendarama chaiyo. Ngazvirongwe mumitsara miviri, mumwe uve nezvitanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Rongai zvingwa izvozvo patafura yakaputirwa nendarama chaiyo. Ngazvirongwe mumitsara miviri, mumwe uve nezvitanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Zviisei mumitsara miviri, zvitanhatu mumutsara mumwe nomumwe, patafura yegoridhe rakaisvonaka pamberi paJehovha.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 24:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy