Mupiro 24:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Munhu unoroʋa mumŋe, akafa, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Munhu anorova mumwe, akafa, zvirokwazvo anofanira kuurawa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Ani naani anouraya munhu ngaaurayiwewo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “ ‘Ani naani anouraya munhu, anofanira kuurayiwa. Viz kapitola |