Mupiro 23:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Kuti marudzi enyu aziʋe, kuti ndakagarisa ʋana ʋaIsraeri mumatumba, ŋguʋa yandakaʋaɓuɗisa munyika yeEgipita; ndini Jehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Kuti marudzi enyu azive, kuti ndakagarisa vana vaIsiraeri mumatumba, nguva yandakavabudisa munyika yeIjipiti; ndini Jehovha Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvizive kuti ini ndakagarisa vaIsiraeri mumatumba, pandakavaburitsa munyika yeIjipiti. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvizive kuti ini ndakagarisa vaIsiraeri mumatumba, pandakavaburitsa munyika yeIjipiti. Ndini Tenzi, Mwari wenyu ndinodaro.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvigoziva kuti ndakaita kuti vaIsraeri vagare mumatumba pandakavabudisa kubva muIjipiti. Ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ” Viz kapitola |